Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vechidiki Vari Kunze Kwenyika Voshushikana neMamiriro Akaita Zvinhu Munyika Vachiti Zviri Kuvatadzisa Kudzokera Kumusha


Vamwe Vechidiki Vari Kunze Kwenyika Voshushikana neMamiriro Akaita Zvinhu Munyika Vachiti Zviri Kuvatadzisa Kudzokera Kumusha
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:07 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vamwe vechidiki vanove zvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa vanoti varikushushikana nemamiriro akaita zvinhu munyika vachiti kuwondomoka kwehupfumi kurikuvatadzisa kudzokera kumusha. VaDonald Mamboma mukoma wechidiki vari muSouth Africa vanorondedzera nezva varikutarisana nazvo neshuwiro yavo.

‚Äč
XS
SM
MD
LG