Accessibility links

Breaking News

Nyaya Ina Godwin Mangudya


Nyaya Ina Godwin Mangudya
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:49 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Paramende nemusi weMuvhuro yatanga kunzwa kubva kumapazi ehurumende pamusoro pebhajeti ra2019 uye zvabuda pachena kuti mapazi akawanda akanzi nebazi remari aunze mabhajeti ari pasi pasi pemari yavanoda kushandisa izvo zvichakanganisa mashandiro awo gore rinouuya.

XS
SM
MD
LG