Nyaya Ina Thomas Chiripasi
- Thomas Chiripasi
Komisheni yakagadzwa nemutungamiri wenyika kuti iongorore mhirizhonga yakaitika musi wa1 Nyamavhuvhu, nhasi yanzwa kuti mapurisa haana chaakaita kudzivirira mhirizhonga iyi kunze kwemasoja anonzi akabatsira kuti vairatidzira ava, vanonzi inhengo dzeMDC Alliance, vatize paiitwa mhirizhonga iyi.
Zvikamu
-
Kubvumbi 09, 2023Hurukuro naVaNelson Chamisa
-
Kubvumbi 09, 2023Hurukuro naVaKenneth Mtata
-
Chikumi 06, 2022Hurukuro na Dr Ricky Mukonza
-
Chikunguru 12, 2021Nyaya Ina Thomas Chiripasi
-
Chikunguru 02, 2021Hurukuro naDr Simbiso Ranga