Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Dr Samatha Sibanda Voremekedzwa neUnited Nations Pamusoro peMabasa Avari Kuita kuChina Kwavava Kugara
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Chimwe chizvarwa cheZimbabwe Dr Samatha Sibanda vanoti vari kufara nekuremekedzwa nesangano reUnited Nations semumwe wezvizvarwa zveAfrica zana zviri kuita mabasa anonwisa mvura pasi rose. Dr Sibanda vanogara kuChina uko vakatanga sangano reAppreciate Africa Network. Nyaya ina Marvellous Nyahuye.
Zvikamu
-
Chivabvu 23, 2022
Hurukuro na VaElliot Masocha
-
Chivabvu 23, 2022
Hurukuro naMuzvinafundo Elliot Masocha
-
Chivabvu 20, 2022
Hurukuro na Dominic Benhura
-
Chivabvu 18, 2022
Hurukuro na VaElliot Masocha
-
Chivabvu 11, 2022
Hurukuro na VaKnowledge Chikundi