Accessibility links

Breaking News

Madzimai Vokurudzirwa Kutanga Mabhizimusi


Madzimai Vokurudzirwa Kutanga Mabhizimusi
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:26 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Amai Jesca Tembo vanoti zvakakosha kuti madzimai vasatye kutanga mabasa emawoko sezvo munhu wese aine chipo chauno zvarwa nacho chinokwanisa kukuraramisa kana ukasatya kutanga bhizimusi rinoenderana nechipo ichi. Amai Tembo vakatanga kambani yavo inonzi Euphoria Events Planning kuDallas Texas muUSA.

‚Äč
XS
SM
MD
LG