Accessibility links

Breaking News

Zvimwe Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica zvoWunganidza Mari Yeku Rwisa Dambudziko reKorera


Zvimwe Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica zvoWunganidza Mari Yeku Rwisa Dambudziko reKorera
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:39 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zviri kuita mabasa akasiyana siyana mukuyedza kuunganidza mari yekurwisa dambudziko rekorera. Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chinogara kuOhio muAmerica VaFreeman Chari vanoti vakabatana nevamwe vavo mukuunganidza mari yekurwisa chirerwe chekorera chatekeshera munyika.

XS
SM
MD
LG