Mutungamiri weNyika VaEmmerson Mnangagwa Votarisirwa Kusangana neZvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vari kutarisirwa kusangana nezvizvarwa zvezimbabwe zviri muAmerica pamusangano uchaitwa muNew York mangwana. Mumwe weavo vari kuronga musangano uyu muzvare Stella Mabugu vanoti pari zvino vari kufara nehuwandu hwevanhu vari kuda kupinda mumusangano uyu.
Zvikamu
-
Chivabvu 24, 2022
Hurukuro naDr Simbiso Ranga
-
Chivabvu 23, 2022
Hurukuro na VaElliot Masocha
-
Chivabvu 23, 2022
Hurukuro naMuzvinafundo Elliot Masocha
-
Chivabvu 20, 2022
Hurukuro na Dominic Benhura
-
Chivabvu 18, 2022
Hurukuro na VaElliot Masocha