Accessibility links

Breaking News

MDC Alliance yaVaNelson Chamisa Yoramba Kutambira Hutungamiri hwaVaEmmerson Mnangagwa


MDC Alliance yaVaNelson Chamisa Yoramba Kutambira Hutungamiri hwaVaEmmerson Mnangagwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:07:22 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

MDC Alliance yaVaNelson Chamisa inoti haina kuenda kumabiko ekugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika sezvo vasiri kuzotambira hutungamiri uhwu. Marvellous Nyahuye weStudio 7 aita hurukuro naVaNkululeko Sibanda mutauriri waVaNelson Chamisa kuti tinzwe kuti seyi vasina kuenda kumabiko.

‚Äč
XS
SM
MD
LG