Accessibility links

Breaking News

Rimwe Gweta Guru Munyika VaPaidamoyo Saurombe Votaura Nezve Nyaya Yakwidzwa kuConstitutional Court neMDC Alliance


Rimwe Gweta Guru Munyika VaPaidamoyo Saurombe Votaura Nezve Nyaya Yakwidzwa kuConstitutional Court neMDC Alliance
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:39 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

VaPaidamoyo Saurombe rimwe gweta guru munyika votaura mawonero avo pamusoro penyaya yakwidzwa neMDC Alliance kuConstitutional Court. MDC Alliance inoti yakabiridzirwa musarudzo uye ine humbowo hunoratidza kuti VaNelson Chamisa ndivo vakakunda musarudzo kwete VaEmmerson Mnangagwa sezvataurwa neZEC.

XS
SM
MD
LG