Accessibility links

Breaking News

Amai Noreen Huta veCoalition Of Democrats Vovimbisa kuUnza Pundutso KuGlen-View South Kana Vaka Vhoterwa


Amai Noreen Huta veCoalition Of Democrats Vovimbisa kuUnza Pundutso KuGlen-View South Kana Vaka Vhoterwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:05 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Amai Noreen Huta vemubatanidzwa weCoalition Of Democrats unotungamirwa naVaElton Mangoma vonoti vari kuvimbisa ku unza pundutso kudunhu reGlen-View South kana vaka vhoterwa musarudzo dzichaitwa Muvhuro unotevera. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye we Studio 7.

‚Äč
XS
SM
MD
LG