Accessibility links

Breaking News

Veruzhinji Vokokwa KuHarare Gardens neChipiri Kuti Vanamatire Sarudzo


Veruzhinji Vokokwa KuHarare Gardens neChipiri Kuti Vanamatire Sarudzo
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:07 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chinogara muAmerica Pastor Hazel James vanoti vari muZimbabwe kuti vabatane nevamwe kuti vanamatire nyika kuti ive nesarudzo dzine runyararo. Vanoti nemusi weChipiri vatendi vachabatana nevematongerwo enyika kuti vaite munamato muHarare Gardens muHarare.

‚Äč
XS
SM
MD
LG