Accessibility links

Breaking News

Muzvare Jessie Majome Votsvaga Rutsigiro Rwekuti Varambe Vachishanda neVagari vemuHarare West


Muzvare Jessie Majome Votsvaga Rutsigiro Rwekuti Varambe Vachishanda neVagari vemuHarare West
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:33 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muzvare Jessie Majome vanoti vari kutsvaga rutsigiro kubva kuvagari vemuHarare West rwekuti varambe vachishanda semudare wavo kana vakakunda musarudzo dzichaitwa kupera kwemwedzi uno munyika. Muzvare Majome vanoti vari kupinda mukwikwidzo idzi vakazvimirira. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

‚Äč
XS
SM
MD
LG