Accessibility links

Breaking News

VaThemba Mliswa Votsvaga Rutsigiro Rwevagari vemuNorton Vachiti Vakagadzirira Kuenderera Mberi nemaBasa Avakatanga Vachinge Vahwina


VaThemba Mliswa Votsvaga Rutsigiro Rwevagari vemuNorton Vachiti Vakagadzirira Kuenderera Mberi nemaBasa Avakatanga Vachinge Vahwina
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:44 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

VaThemba Mliswa vanoti vanevimbo yekuti vagari vemuNorton vachavavhotera sezvo vane mabasa mazhinji avakaitira vagari vemudunhu iri. Vanoti varikupinda musarudzo idzi vakazvimirira izvo zviri kufarirwa nevazhinji, uye vakazvipira kushandira dunhu iri. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

‚Äč
XS
SM
MD
LG