Vanhu Vokurudzirwa Kupfeka Zvinodziya Panguva Ino yeChando Kuti Vadzivirire Zvirerwe Zvechipfuva
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Mumwe mukuru mubazi rehurumende rinoona nzvirwere zvekutapuriranwa Dr Portia Manangazira vari kukurudzira vanhu kuti vapfeke zvinodziya kana kukurumidza kuenda kuchipatara kana vachifunga kuti vabatwa nechirwere chechichikosoro kana dzihwa munguva ino yechando chiri kukwidza hamba mumuti gore rino.
Zvikamu
-
Kurume 24, 2023
Hurukuro naVaItai Rusike
-
Kurume 24, 2023
WORLD TB DAY-RUSIKE-SHO-JONGA 24 MAR 2023.wav
-
Kurume 24, 2023
Nyaya ina Rutendo Mawere
-
Kurume 24, 2023
Nyaya ina Loirdham Moyo
-
Kurume 24, 2023
Nyaya ina Nunurai Jena
-
Kurume 23, 2023
Nyaya Ina Godwin Mangudya