Accessibility links

Breaking News

Tsvarakadenga Muzvare Jackie Ngarande Voita Mabasa ekuBatsira Vanotambura muHarare


Tsvarakadenga Muzvare Jackie Ngarande Voita Mabasa ekuBatsira Vanotambura muHarare
please wait

No media source currently available

0:00 0:06:19 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Tsvarakadenga muzvare Jackie Ngarande vanoti shuwiro yavo ndeyekuti vabatsire veruzhinji nyanya vanorarama mumigwagwa nekuvapa putugadzike panguva ino yechando sezvo zvisiri nyore kurarama zvakadayi panguva yekutonhora. Muzvare Ngarande vanoti havana hanya nevanovashoropodza sezvo vave vazvijaira.

‚Äč
XS
SM
MD
LG