Accessibility links

Breaking News

Sangano reDiabetes Peer Educators Of Zimbabwe Royambira Vanorarama neChirwere cheShuga Kuti Vadye Zvikafu Zvinovaka Miri


Sangano reDiabetes Peer Educators Of Zimbabwe Royambira Vanorarama neChirwere cheShuga Kuti Vadye Zvikafu Zvinovaka Miri
please wait

No media source currently available

0:00 0:12:46 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Sangano reDiabetes Peer Educators Of Zimbabwe rinoti zvakakosha kuti vanhu vadye zvikafu zvinovaka miri kana vachinge vabatwa chirwere cheshuga kuitira kuti vararame zvine hutano hwakanaka. Nyanzvi yechirwere ichi VaNgoni Chigwana vanoti huwandu hwevanhu vari kubatwa nechirwere ichi hurikuwanda.

‚Äč
XS
SM
MD
LG