Accessibility links

Breaking News

Vashandi veBhanga reBarclays Voshanya muAmerica kuZimExpo Kuzo Kwezva Zvizvarwa zveZimbabwe Kuti Zvidyidzane neBhanga Iri


Vashandi veBhanga reBarclays Voshanya muAmerica kuZimExpo Kuzo Kwezva Zvizvarwa zveZimbabwe Kuti Zvidyidzane neBhanga Iri
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:47 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Amai Emily Nepamare vebhanga reBarclays vanoti varikushanya muAmerica parizvino umo vacha pinda mumusangano weZimExpo uri kuitirwa kuBoston uko vari kutarisira kukwezva zvizvarwa zveZimbabwe kuti zvidyidzane nebhanga ravo. Amai Nemapare vanoti vachashanyazve muWashington DC pasi pechirongwa ichi.

‚Äč
XS
SM
MD
LG