Accessibility links

Breaking News

Chikwata chemaMigthy Warriors chokunda chikwata chema Gladiators chekuNamibia


Chikwata chemaMigthy Warriors chokunda chikwata chema Gladiators chekuNamibia
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:04 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chikwata chema Mighty Warriors chakunda chikwata chema kuNamibia 2-0 ku Rufaro pamutambo wema qualifiers watambwa nhasi. Ma Mighty Warriors vachatamba neZambia mumutambo wavo unotevera. Nyanzvi yezve mitambo Muzi Hadebe anotaura nezvemutambo we Highlanders ne Nichrut we PSL apo Bosso yakunda 1-0.

XS
SM
MD
LG