Accessibility links

Breaking News

Nyaya Ina Thomas Chiripasi


Nyaya Ina Thomas Chiripasi
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:04:22 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Varairidzi varatidzira muHarare vachiti vanoda kuwedzerwa mari dzemihoro pamwe nekuvandudzwa kwemagariro avo. Varairidzi vaungana pamahofisi esangano rinomirira vadzidzisi reZimta paatanga kuratidzira akatakura zvinyorwa zvakasiyana-siyana.

XS
SM
MD
LG