Accessibility links

Breaking News

Zvabuda Pamitambo yeCastle Lager Premier Soccer League Yanhasi


Zvabuda Pamitambo yeCastle Lager Premier Soccer League Yanhasi
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:05 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Makundano eCastle Lager PSL akupinda munharaunda yechipiri nhasi paine mitambo yakawanda yatambirwa kudzvimbo dzakasiyana siyana. Herentals 0 – 2 Highlanders. Triangle United 0 – 2 Ngezi Platinum, Dynamos 3 – 3 Shabanie Mine, Bulawayo Chiefs 2 – 2 Caps United. Muziwethu Hadebe otaura zvaitika.

XS
SM
MD
LG