Accessibility links

Breaking News

Musangano weKuzeya Kuremekedzwa Kwekodzero Dzemadzimai weCommission on the Status of Women Wopera muNew York


Musangano weKuzeya Kuremekedzwa Kwekodzero Dzemadzimai weCommission on the Status of Women Wopera muNew York
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:06:05 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Musangano wekuzeya kuremekedzwa kwekodzero dzemadzimai weCommission on the Status of Women wakapera muguta reNew York neChishanu madzimai vakabva kuZimbabwe vachiti vane zvizhinji zvavakadzidza zvavachanopakurira vamwe kumusha. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

XS
SM
MD
LG