Accessibility links

Breaking News

Mumwe Mudzimai weChidiki wemuChinhoyi Anoti Arikufadzwa neMafambiro Arikuita Kireshi Yake


Mumwe Mudzimai weChidiki wemuChinhoyi Anoti Arikufadzwa neMafambiro Arikuita Kireshi Yake
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:11 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mumwe mudzimai wechidiki amai Sandra Chafausiku vanoti vakabatana nemhuri yavo mukutanga kireshi muChinhoyi iyo vanoti iri kufamba zvakanaka. Amai Chafausiku vanoti shuwiro yavo ndeyekuti basa ravarikuita rirambe richipfumbira uye vanokurudzira mamwe madzimai kuti vasatye kuita mabasa emawoko.

XS
SM
MD
LG