Accessibility links

Breaking News

Pasi Rose Rocherechedza Chirwere cheGomarara Veruzhinji Vachikurudzirwa Kuti Vavhenekwe Pachiri neNguva


Pasi Rose Rocherechedza Chirwere cheGomarara Veruzhinji Vachikurudzirwa Kuti Vavhenekwe Pachiri neNguva
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:08 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Panguva apo pasi rose ririkucherechedza chirwere che gomarara vanamazvikokota varikuyambira veruzhinji kuti vaende kunovhenekwa magomarara kutira kuti vasazopinda muna taisireva chirwere chakomba. Dr Bernadette Ndoro vanoti magomarara anyanyo netsa munyika ndeye zamu chibereko neprostrate gland.

XS
SM
MD
LG