Accessibility links

Breaking News

Sangano reAmalgamated Rural Teachers Union Of Zimbabwe Roshora Hurumende Nekubatira Maticha Mapenjeni Pamuhoro Hwavo Hushoma


Sangano reAmalgamated Rural Teachers Union Of Zimbabwe Roshora Hurumende Nekubatira Maticha Mapenjeni Pamuhoro Hwavo Hushoma
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:24 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri we Amalgamated Rural Teachers Union Of Zimbabwe, VaObert Masaraure, vanoti sangano ravo rabatana nemamwe masangano anomirira varairidzi mukuparura chirongwa chekuti hurumende imire kuvabatira mari dzemapenjeni yobadhara iyo hurumende sezvo mari dzavari kutambira dzave shoma.

XS
SM
MD
LG