Accessibility links

Hurukuro naVaGeorge Charamba


VaCharamba vakati VaConstantino Chiwenga naVaKembo Mohadi vakadomwa pachitevedzerwa zviri mubumbiro remitemo yeZanu PF zvichitevera kupera kwekongiresi yeZanu PF yechimbi chimbi.

XS
SM
MD
LG