VaAcie Lumumba Vodzokera KuZanu PF
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Vaimbove nhengo yeZanu PF Va Acie Lumumba, vanoti vadzokera kubato iri nhasi sezvo vari kufadzwa nemafambisirwo ari kuitwa zvinhu naVa Mnangagwa. VaLumumba vanoti vachange vachikurudzira kuti kodzero neshuwiro dzevechidiki dziremekedzwe ne hurumende ya VaMnangagwa. Nyaya ina Marvellous Nyahuye.
Zvikamu
-
Kurume 14, 2025Hurukuro naVaPaidamoyo Saurombe
-
Kurume 14, 2025Nyaya Ina Tobias Mudzingwa
-
Kurume 14, 2025Hurukuro naVaNesbert Moyo
-
Kurume 14, 2025Hurukuro naPerfect Hlongwane
-
Kurume 14, 2025Maonero ehurumende yeAmerica naJonga Kandemiiri
-
Kurume 14, 2025Nyaya Ina Costah Nkomo