Accessibility links

Breaking News

VaMugabe Voshora Mutungamiri weAmerica VaDonald Trump


VaMugabe Voshora Mutungamiri weAmerica VaDonald Trump
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:19 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanoshora mutungamiri weAmerica, VaDonald Trump, kumusangano weUnited Nations General Assembly vachiti VaTrump vanoda kuzviita saGoliath wemubhaibheri.

XS
SM
MD
LG