Accessibility links

Breaking News

Nyaya Ina Patricia Mudadigwa


please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:04:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiriri webato reMovement for Democratic Change, VaMorgan Tsvangirai nhasi vambomisa basa nhengo shanu dzebato iri zvichitevera mhirizhonga yakaitika nesvondo kumahofisi ebato iri muBulawayo.

XS
SM
MD
LG