Accessibility links

Breaking News

Nyaya Ina Arthur Chigoriwa


please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:04:47 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Madzimai akawanda muKariba vanogamuchira chirongwa chekuronga mhuri pachishandiswa machubhu anodyarwa munyama necheparuoko, kana kuti jadelles, pamwe nekusunga chibereko,tuberligation, kune avo vanenge vasisade kuita vamwe vana zvakare, chiri kuitwa nebazi reZimbabwe Population Services.

XS
SM
MD
LG