Accessibility links

Breaking News

Zifa Inokoka Vanoda Kuwona Mukombe weCosafa Castle Cup 2017 Kumahofisi Ayo


Zifa Inokoka Vanoda Kuwona Mukombe weCosafa Castle Cup 2017 Kumahofisi Ayo
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

ZIFA inoti vatambi vechikwata chemaWarriors vakasvika munyika nezuro manheru nemukombe weCOSAFA Castle Cup. Vanowona nezve kufambiswa kwemashoko musangano iri va Xolisani Gwesela vanoti varikufadzwa nekutambarwa kwakaitwa chikwata nevatsigiri uye vanoda kuwona mukombe varikukokwa kumahofisi avo.

XS
SM
MD
LG