Accessibility links

Breaking News

Vanhu Vokurudzirwa Kubatsira Vakaremara

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Vanhu Vokurudzirwa Kubatsira Vakaremara
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:07:23 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri muAmerica Amai Portia Kandemiri vari kurudzira zvimwe zvizvarwa zvemunyika zvinenge zvichikwanisa kuti zvibatsirewo vakaremara kumusha. Amai Kandemiri vanotipa nhoroondo yekubatsira kwavakaita Trust Shayanewako akararisikirwa nemakumbo munjodzi yemotokari.

XS
SM
MD
LG