Accessibility links

Kumbodzora Ndangariro: Tererai Hurukuro Yatakamboita naCde Chinx


Kumbodzora Ndangariro: Tererai hurukuro yakamboitwa naBlessing Zulu weStudio7 nemuchakabvu Cde Chinx mugore ra2015. Cde Chinx vakaradzikwa kumarinda eGlen Forest muHarare neChishanu. Muhurukuro iyi vairondedzera pamusoro pekukosha kwange kwakaita mimhanzi munguva yehondo yechimurenga.

Zvikamu

Onai Zvikamu Zvose
XS
SM
MD
LG