Accessibility links

Breaking News

Sangano reZimbabwe Diabetes Association Rinokurudzira Veruzhinji Kuti Vavhenekwe Chirwere Cheshuga


Sangano reZimbabwe Diabetes Association Rinokurudzira Veruzhinji Kuti Vavhenekwe Chirwere Cheshuga
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:35 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Sangano reZimbabwe Diabetes Association rinoti veruzhinji vanofanirwa kuenda kunovhenekwa chirwere cheshuga pachirinenguva kuitira kuti vawane rubatsiro chirwere ichi chisati chakomba. Mutungamiri wesangano iri Dr John Mangwiro vanoti veruzhinji vanofanirwa kudya zvekudya zvisina mafuta akawanda.

XS
SM
MD
LG