Accessibility links

Vamwe Vagari vekuChipinge Vanoti Vari Kunyimwa Chikafu cheHurumende Vachipomerwa Mhosva Yekusatsigira Zanu PF

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Vamwe vagari vekuChipinge vanoti vari kunyimwa zvekudya zvakadayi sechibage sezvo vachinzi havasi vatsigiri vebato ririkutungamira reZanu PF. Hatina kukwanisa kunzwa kubva kubato iri. Mumwe mugari weko Amai Memory Mlambo vanotaura pamusoro pemawomero akaita raramo yavo mudzvimbo iyi zuva nezuva.

XS
SM
MD
LG