Accessibility links

Nyakufumura Prophet Sanyangore Oitwa Kafiramberi

  • Jonga Kandemiiri

VaAndy Baleni Zimunya avo vaishanda naProphet Paul Sanyangore veVictory World Ministries vanoti vakarohwa zvakaipisisa vakaitwa kafiramberi nevanhu vavanoti vakatumwa naProphet Sanyangore mushure mekunge vavafumura vachiti vari kubira vanhu nechiporofita chavanoti chenhema chavari kuita.

XS
SM
MD
LG