Accessibility links

Breaking News

Chizvarwa cheZimbabwe Chiri muSouth Africa Amai Maidei Mazodze Vanoti Dambudziko Remoto Ranetsa Munharaunda Yavo


Chizvarwa cheZimbabwe Chiri muSouth Africa Amai Maidei Mazodze Vanoti Dambudziko Remoto Ranetsa Munharaunda Yavo
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:38 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chizvarwa cheZimbabwe chinogara muSouth Africa Amai Maidei Mazodze vanoti dambudziko remoto unonzi wakaparadza dzimba nezvinhu zvevanhu vazhinji wanetsa munharaunda yavo, kunyangwe zvazvo zvinhu zvavakuita nani. Ngatizweyi hurukuro yavaita na Marvellous Nyahuye weStudio7.

XS
SM
MD
LG