Accessibility links

Mumwe Wemadzimai Vanoita Zvemitambo Amai Titi Vanoti Zvemitambo Zvavekubhara Mazuva Ano

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Mumwe wemadzimai vanoita zvemitambo, Amai Titi vanoti kunyangwe zvazvo veruzhinji vaimbo tarisira vanoita zvemitambo pasi mazuva ano zviri kubhadhara. Amai Titi vanoti nyambo dzavanoita idzidziso kune veruzhinji uye vari kufara nebasa ravarikuita munyaya dzavo dzemitambo nezvimwewo.

XS
SM
MD
LG