Vagari Vepapurazi reManzou kuMazoe Vanoti Vari Kugara Vakabatira Hura Mumaoko
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Vamwe vagari vepa Manzou/Arnold farm vanoti varikushungurudzwa zuva nezuva kuti vabve papurazi apa zvinechisimba mushure mekunge ratorwa nemudzimai wemutungamiri wenyika Amai Grace Mugabe. Dare rakapamutongo wekuti vanhu ava vatsagirwe kwekugara, vagari vanoti kwavari kuendeswa hakuna kumira mushe.
Zvikamu
-
Ndira 25, 2021
Hurukuro naVaZivaishe Zhou
-
Ndira 25, 2021
Hurukuro naDoctor Frenk Guni
-
Ndira 23, 2021
Nyaya Ina Godwin Mangudya
-
Ndira 23, 2021
Hurukuro naMuzvinafundo Elliot Masocha
-
Ndira 23, 2021
Hurukuro naMuzvinafundo Elliot Masocha
-
Ndira 22, 2021
Nyaya Ina Rutendo Mawere