Madzimai Vepapurazi reManzou Voshishikana Nemhuri Mushure Mekudzingwa Nemudzimai waVaMugabe
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Amai Fatima mumwe wemadzimai aripapurazi reManzou kuMazoe iro rinonzi rakatorwa nemudzimai wemutungamiri wenyika Amai Grace Mugabe vanoti varikushungurudzwa nemapurisa uye vari kugara varimugomo nemhuri zuva nezuva vachityira hupenyu hwavo. Ngatinzweyi hurukuro yavaita naMarvellous Mhlanga-Nyahuye.
Zvikamu
-
Chikunguru 26, 2024
Hurukuro Nava Ivan Craig
-
Chikunguru 26, 2024
Hurukuro Na Donald Zabron
-
Chikunguru 26, 2024
Nyaya Ina Michael Kariati
-
Chikunguru 26, 2024
Nyaya Ina Michael Kariati
-
Chikunguru 26, 2024
Nyaya Ina Nunurai Jena
-
Chikunguru 25, 2024
Hurukuro naVaStephene Chuma naVaSnowball Tongogara