Accessibility links

Breaking News

Madzimai Oronga Kuratidzira neMugovera Vachirwira Kuti Kodzero Nevanhukadzi Dziremekedzwe Munyika


Madzimai Oronga Kuratidzira neMugovera Vachirwira Kuti Kodzero Nevanhukadzi Dziremekedzwe Munyika
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:08 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Sangano re Women’s Coalition Of Zimbabwe rinoti richiratidzira nemugovera muHarare richikurudzira kuti kodzero dzemadzimai dziremekedzwe. Chirongwa ichi chichange chiri pasi pedingidira rinonzi #section 56 discrimination of women. Muzvare Daphnie Jena vesangano re Her Zimbabwe vanotaura nezvazvo.

XS
SM
MD
LG