Mutungamiri weSangano reZimbabwe International Film Festival Trust Okurudzira Makambani Kuti Vatsigire Zvemitambo
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Mutungamiri wesangano reZimbabwe International Film Festival Trust, VaNigel Munyika vanoti vari kufara nekuwana kwavakaita mubairo kubva kusangano reNational Arts Councll Of Zimbabwe weNAMA. vachiremekedzwa nebasa ravarikuita mumitambo. VaMunyati vanotaura nezvemubairo wavo we National Arts Service.
Zvikamu
-
Ndira 22, 2021
Nyaya Ina Godwin Mangudya
-
Ndira 22, 2021
Hurukuro naVaKindness Paradza
-
Ndira 22, 2021
Hurukuro naVaRejoice Ngwenya
-
Ndira 21, 2021
Nyaya Ina Thomas Chiripasi
-
Ndira 21, 2021
Nyaya Ina Godwin Mangudya
-
Ndira 21, 2021
Hurukuro naDr Simbiso Ranga