Sanganayi naGonyeti neVamwe Madzimai Vanoita Zvemitambo Yekuvaraidza Veruzhinji Pa VOA Shona LIVE NeChina
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
GONYETI - LIVE - paVOA Shona: Tinokukokayi kuti musangane nemadzimai vanoita zvemitambo yekuvaraidza vanhu LIVE paVOA Shona pachirongwa che Women's RoundTable na 8pm neChina. Sanganayi naGonyeti, Maggie Magirazi na Amai Titi nevamwewo pindai paLIVE - LIKE peji iri:https://www.facebook.com/voa.shona/
Zvikamu
-
Kurume 28, 2024
Nyaya Ina Tobias Mudzingwa
-
Kurume 28, 2024
Hurukuro naDoctor Eddie Mahembe
-
Kurume 28, 2024
Hurukuro naVaPersistence Gwanyanya
-
Kurume 28, 2024
Hurukuro naVaTim Muringai
-
Kurume 28, 2024
Hurukuro naVaChengetai Guta pamwe naVaJones Musara
-
Kurume 27, 2024
Hurukuro naDr Simbiso Ranga