Accessibility links

Breaking News

Mumwe Wemadzimai Vanoita Zvemitambo Gonyeti Ofadza Vazhinji


Mumwe Wemadzimai Vanoita Zvemitambo Gonyeti Ofadza Vazhinji
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:46 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mumwe wemadzimai vanoita zvemitambo munyika muzvare Samatha Kureya avo vanozivikanwa nezita rekuti Gonyeti vanoti veruzhinji vanofanirwa kutarisira kunakidzwa nenyambo dzavo sezvo vane zvakawanda zvavakaronga gore rino. Marvellous Mhlanga-Nyahuye akaita hurukuro navo vachiri pasi pegungano reP O Box

‚Äč
XS
SM
MD
LG