Masangano Anorwira Kodzero Dzevanhu Vozeya Mamiriro Ange Akaita Zvinhu Gore Rino
Mutungamiri wesangano reZimbabwe Women In Politics Alliance, muzvare Lynda Masarira, mumwe weavo vange vari pamusangano uyu, wakakokerwa nesangano re Crisis In Zimbabwe Coalition vanoti wakafamba zvakanaka sezvo wange uchizeya mamiriro ange akaita zvinhu munyika munyaya dzekodzero dzevanhu.
Zvikamu
-
Kurume 14, 2025
Hurukuro naVaPaidamoyo Saurombe
-
Kurume 14, 2025
Nyaya Ina Tobias Mudzingwa
-
Kurume 14, 2025
Hurukuro naVaNesbert Moyo
-
Kurume 14, 2025
Hurukuro naPerfect Hlongwane
-
Kurume 14, 2025
Maonero ehurumende yeAmerica naJonga Kandemiiri
-
Kurume 14, 2025
Nyaya Ina Costah Nkomo