Muimbi Anemukurumbira Jah Prayzah Otarisira Kufadza Vazhinji KuHarare International Conference Centre
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Muimbi anemukurumbira Jah Prayzah anoti basa rake nderekufadza vatsigiri vake uye akabatana nemuimbi Diamond Platnumz pakaimbo kavo "Watora Mari" ako vacharidza kuHarare International Conference Centre neChishanu manheru. Ngatinzweyi hurukuro yaitwa naMarvellous Mhlanga-Nyahuye na Jah Prayzah.
Zvikamu
-
Kurume 14, 2025
Hurukuro naVaPaidamoyo Saurombe
-
Kurume 14, 2025
Nyaya Ina Tobias Mudzingwa
-
Kurume 14, 2025
Hurukuro naVaNesbert Moyo
-
Kurume 14, 2025
Hurukuro naPerfect Hlongwane
-
Kurume 14, 2025
Maonero ehurumende yeAmerica naJonga Kandemiiri
-
Kurume 14, 2025
Nyaya Ina Costah Nkomo