Accessibility links

Breaking News

Zvizvarwa zveZimbabwe Zvoronga Kuratidzira Mukupera kweSvondo KuNew York paMusangano weUnited Nations


Zvizvarwa zveZimbabwe Zvoronga Kuratidzira Mukupera kweSvondo KuNew York paMusangano weUnited Nations
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:28 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica zviri kuronga kuratidzira pamuzinda weUnited Nations kubva mukupera kwesvondo kusvika pachauya mutangamiri wenyika VaRobert Mugabe kumusangano weUNGA svondo rinouya. Ngatinzweyi hurukuro yaMarvellous Mhlanga-Nyahuye naMuzvare Savanna Madamombe, nezve nyaya iyi.

Zvikamu

Onai Zvikamu Zvose
XS
SM
MD
LG