Accessibility links

Breaking News

Chikwata CheMafikizolo Chotarisirwa Kushanyira America Mwedzi Uno Uya


Chikwata CheMafikizolo Chotarisirwa Kushanyira America Mwedzi Uno Uya
please wait

No media source currently available

0:00 0:07:49 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chikwata chinoridza mimhanzi chekuSouth Africa cheMafikizolo chotarisirwa kushanya muAmerica muguta reWashington DC kuzotandadza zvizvarwa zvemuAfrica nenziyo dzacho itsva dzichangoburwa. Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7aita hurukuro nemumwe wevarongi vemutambo uyu Dj Taurai Mupambirei.

‚Äč
XS
SM
MD
LG