Accessibility links

Breaking News

Chizvarwa cheZimbabwe Chiri muAmerica Chotora Mukombe weMiss Africa Washington State 2016


Chizvarwa cheZimbabwe Chiri muAmerica Chotora Mukombe weMiss Africa Washington State 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:09:15 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chizvarwa cheZimbabwe chinobva kuBulawayo chiri muAmerica kuSeattle, Muzvare Andile Mpofu chinoti chiri kufara nekusarudzwa kuve tsvarakadenga mumakwikwi eMiss Africa Washington State 2016. Vanoti shuwiro yavo ndeye kushanda nevechidiki kuZimbabwe. Ngatizwe hurukuro yavaita naMarvellous Nyahuye.

‚Äč
XS
SM
MD
LG