Thomas Mapfumo Ogadzirira Kutsikisa Kambo Katsva Kanotarisa Matambudziko Akatarisana Nenyika
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Muimbi anemukurumbira Thomas Mapfumo anoti ari mushishi rekutsikisa kambo katsva kanotarisa mamiriro akaita zvinhu munyika kanonzi "Chauya Chauya". Mapfumo anoti achaparura rwuyo rwutsva urwu muchinguva chipfupi chinotevera. Ngatizweyi hurukuro yaakaita na Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7.
Zvikamu
-
Kukadzi 21, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 20, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 19, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 18, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 17, 2026Nhau dzeShona
-
Kukadzi 16, 2026Nhau dzeShona