Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China 07 Ndira, 2016


Shona
Shona

Vatori venhau veNewsDay vanosungwa vachipomerwa mhosva yekunyora nyaya inoti vasori vakatambiriswa mari dzavo dzemabhonasi panguva iyo hurumende iri kutadza kubhadhara vashandi vayo nenguva…

Mapurisa anosunga vatyairi vedzimotokari vanodarika mazana maviri kuMasvingo vachipomerwa mhosva dzakasiyana siyana, uye vatyairi ava vachinzi vakundikana kubvisa mafaindi ezana remadhora pamunhu….

Nyanzvi dzozeya maonero adzo mamiriro achange akaita zvinhu mugore rino ra 2016….

Muchirongwa cheWomen’s Roundtable, tiri kutarisa dambudziko rakatarisana navana amai pamwe nekumhanya mhanya kwavari kuita panguva iyo zvikoro zvava pedyo nekuvhurwa…..

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG